www.fgks.org   »   [go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Evha

Kubva Wikipedia

Evha (Chawwah; Hawwah ku Chihebheru, iro zita rake rinoenderana nerokuti Chava; Ava) umunhu unowanikwa muN'wadhi ra Mavambo remuBhaibheri reUkristu. Zvichienderana nenyaya yemavambo ezvinamato zve Ruabarahama, waive umunhukadzi wokutanga, pamusoro pezvo, waive mudzimai wa Adhamu.

Nokuundurwa kwenyaya yemuchitsauko chipiri cha Mavambo, Evha wakasikwa na Mwari nokutorwa kwe mbabvu ya Adhamu, kuti uzove mumwe wake, ngokuti Mwari wakati hazvina kunaka kuti munhu uwe uriwega.

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita rake rinoreva kurarama, kufema kana kuva (Chitibheri: Ḥawwā; Chiarabhu: حَوَّاء Ḥawwāʾ; Chiperusiya: حوا, Ḥavā; Chigiriki: Εὕα, Heúa; Chiratini: Eva, Heva; Chisiriya: ܚܰܘܳܐ; ḥawâ). Iro zita rokuti Chava kana Ava kuChivanhu richienderana nechirevo zve, 'to be, to exist; live'.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]